Mazita eMiti
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMugodzonga)
Chinyorwa chino chine mazita emiti nemakwenzi anowanikwa mu[[Zimbabwe Hesy Sam like i said im a benzi😂💔 ion evn know why im here ihh im bored asi gudhu naiti😌 let me try to lie zvri sweet😌 plus haa twas nice meetin u a hot person😌 ska im now marrying a Zim hun😂 i ddnt know kune vakanaka*Bangara kana runi (Branching herb, leaves cooked as spinach: Gynandropsis gynandra). Kune zita remhuri rinonzi Maruni.
- Chowa kana chohwa (Herb: Datura stramonium).
- Chibatatsikidzi kana nyakatohwa (Pseudarthria hookeri).
- Chigunguru, mugakatombo, mukwiradundu kana nyakatondo (Low bush: Lopholaena coriifolia). Zvichida ndipo panobva zita remwedzi unonzi Chikunguru?
- Mupindura (Shrub: Osyris lanceolata).
- mhingano, muchesa mumhingani (Shrub: Heteromorpha trifoliata). Zvichida ndipo panobva zita renzvimbo inonzi Chesa iri kumusoro kweMount Darwin.
- Mufukawunze, mugodzonga kana mukwidzi (Shrub: Rhoicissus tridentata).
- Mugururu (Tree: Azanza garkeana) kureva mutohwe.
- Muguruzuzu (Low bush: Elephantorrhiza suffruticosa) kureva dungupi.
- Muguunga (Thorn-tree with hooked thorns; e.g. acacia macrothyrsa) kureva munanga.
- Muguzabheri (Herb: Cape Gooseberry; physalis peruviana).
- Mugwama (Creeper with purse-like fruit).
- Mugwamura (Creeper: Tylosema fassoglensis) kureva mungando kana murama.
- Mugwati (Shrub: Strychnos pungens) kureva mudo kana mumbumi.
- Mugwavha (Guava tree; psidium).
- Mugwiringwizha unobereka muchero unonzi gwiringwizha kana magwiringwizha pahuwandu.
- Mugwenanguruve (Climbing shrub: Smilax kraussiana).
- Mugweravana (Aloe) kureva gavakava.
- Mugweze (Tree: Dalbergia melanoxylon) kureva mumhingwe muhwiti kana murwiti.
- Mugwingwiziri kana mugwiringwizha (Tree with edible fruit that has scarlet juice).
- Muhacha (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia). Vamwe vanoti muchakata, muisha kana muura.
- Muhacha pasi (Shrub: Parinari capensis) kureva muchakata pasi.
- Muhangavha (Thorny plant: Aaragus falcatus). Vamwe vanoti katsvairachuru kana murovahanga.
- Mubanya (Bush: Cliffortia nitidula).
- Muhara kana muparamhosva (Shrub: Ochna pulchra & schweinfurthiana).
- Muharonga, muhoronga kana musvasva (Tree: Bequaertiodendron magalismontanum).
- Muhati kana mugweze.
- Mahatsu, mukashu kana muno (Shrub: Holarrhena pubescens).
- Muhatura kana mudiwadiwa (Thorny scrambling bush: Rubus apetalus).
- Muhingi kana muhabhurosi Mulberry tree; morus alba).
- Muhisopo (Plant mentioned in Scripture).
- Muhobo, muhovha kana mutsoro. (Banana plant).
- Muhobohobo (Small tree: Uapaca kirkiana).
- Muhodzongwa kana murongwa (Tree: Cleistochlamys kirkii).
- Muhohoshwa, muhurukuru, muhohozhwa kana muhohoshwa (Herb: Buffalo bean, mucuna pruriens & coriacea).
- Muhonde kana munde (Medium-sized tree: Euphorbia ingens).
- Muhore kana muboora (Creeper leaves cooked as inach: Adenia gummifela).
- Muhori (Crane) kana muhoriori, muhoro muhore.
- Muhoronga kaanaa muronga.
- Muhororo kana muhute.
- Muhototo kana mubou (Small tree with sweet fruit: Syzygium gerardii.
- Muhovha kana mutsoro (Banana plant).
- Muhubvu, mukubvu, mutsere, mutsubvu (Small tree with edible fruit: Vitex mombassae & payos).
- Muhuku, mubaba kana mutukutu (Small tree: Piliostigma thonningii).
- Muhumbu kana muumbu.
- Mubumbukumbu kana mushamba (Tree: Lannea discolor).
- Muhumi kana muzhumwi (Small tree: Strychnos coculoide)s.
- Muhunga kana muunga (Acacia with straight white thorns).
- Muhungumira kana mbanda (Herb: Tagetes minuta).
- Muhurukuru kana muhohoshwa (Herb: Mucuna pruriens & coriacea).
- Muhute, muisu, muitsu (Small tree: Syzygium cordatum).
- Muwuyu kana muuyu (Large tree: Baobab tree, adansonia digitata.
- Muhwa, munzwa kana munzva (Thorn).
- Muhwakwa mukwakwa kana muhwakwaedza (Small tree: Strychnos madagascariensis.
- Muhwiti, mugweze, mumhingwe, murwiti (Small tree: Dalbergia melanoxylon).
- Muisha muchakata kana muura (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia).
- Mujarakamba, mugoriondo kana mungongoma (Large tree: Aszelia quanzensis).
- Mujemedzambuya kana kasambi (Medium-sized evergreen tree: Pittoorum viridiflorum). .
- Mutupa (Shrub: Tarenna neurophylla).
- Mujerenga kana muunga (Thorn tree with straight white thorns).
- Mujerenje (Tall tree: AlbizEa gummiSera. mucherenje .
- Mujodha (Plant of cattle melon: citrullus lanatus).
- Mujumba (Shrub: Lantana angolensis & triSolia. mubanda
- Mujumbura kana mujumbuya (Cassava, manihot esculenta).
- Mujurura, mugurura kana muruwati (Small tree: Dioyros natalensis sub nummularia).
- Mudandavadzimu (Tall herb: Pyonostachys urticifolius) kana nyakaonzora kana nyamhunga.
- Mudandemutande (Herb: Rhynchosia resinosa) mushambavazvere kana munyemba sango.
- Mudangwa (Small tree: Cassine aethiopica) chirambakupara 2. Cassine transvaalensis, murunganyama kana mushangizha.
- Mudanhapfunye (Small riverine tree: Strychnos potatorum]] mudyambira kana mukaki.
- Mudanhatsindi (Large tree: Fagaropsis angolensis) kana musvo.
- Mudapuraunanzva (Straggling shrub with edible red fruit: PopowEa obovata) muchinga, mushinga, mudarara kana mudandamanga.
- Mudavara Creeper: Tylosema fassoglensis) mungando, murama, mutukutu pasi.
- Mudavasho (Creeper: Artabotrys brachypetalus) kana musvo.
- Mudede Green mealie (nearly mature). dede , iandu
- Mudedza (Shrub: Vangueria - infalsta & longicalyx) kana munzviru. .
- Munyani (Small tree: Bridelia mol/is) kana zarawauya..
- Mudeke (Shrub: Erythroxy emarginatum) kana rutsitu.
- Mudemera (Tallish tree found on termite mounds: Boscia salicifolia) kana murunganyama.
- Mudendweya (Small tree: -< F/aurtia indica). Vamwe vanoti munhunguru.
- Mudenza (Shrub: Vangueria infnusta) kana munzviru.
- Mudiki (Tree: Combretum erythrophyllum) kana mupumha.
- Mudima (Small tree: Dalbergia nyasae) munyamhanji, munyenza,
- Murima (Sweet potato plant ipomoea batatas) kana mubura kana mbambaira.
- Mudiwadiwa (Thorny scrambling shrub: Rubus apetalus) muhatura.
- Mudo (Small tree: Strychnos pungens) kana mumbumi.
- Mudonera (Small tree: Rapanea melanophloeos) kana mudongera.
- Mudonha (Fig tree: Ficus stuhimannsi. 2. Small to large tree: Ficus quibeba).
- Mudonje (Cotton plant; gossypium herbaceum) mushind kana mutonje.
- Mudonzvambeva (Prostrate perennial herb: Blepharis caloneura (used as rat-repellent).
- Mudoti (Tree: Ficus sonderi.
- Mugamburi (mutobve kana mutororo.
- Mudovatova (Shrub: Maesa lanceotata) kana musungwa.
- Muduzamaropa kana mubvamaropa.
- Mudyabvene (Shrub: Olax obtusifolia. 2. Shrub: Carissa edulis) munzambara kana muruguru.
- Mudyadzazura (Wild inach).
- Madyagava (Shrub: Vitex mombassae & payos. mukubvu K; mutsere ; mutsubvu .
- Mudyagudo (Tree: Strychnos : potatorum. mudanhapfunye ; mukaki
- Mudyahumba (Moderate sized tree: AlbizEa antunesiana) murara nyenje, muraranyenze.
- Mudyakuwe (mudya mbira. 2. Z Shrub: Turraea nilotica. chipindura chitunguru .
- Mudyakwose (Sweet sorghum.
- Mudyambira (Tree: Strychnos potatorum. mudyakuwe , mukaki .
- Mudyambudzi (Shrub, or small tree: Securinega virosa) musangaoma, musosoti.
- Mutakunanzva (Tree: Cussonia kirkii & natalensis).
- Mufenje kana mushenje (Shrub: Cassipourea congoensis).
- Mudyamhara (Small tree: Markhamia acuminata. mugopa M.
- Mudyashembwe (Small tree: Pseudolachnostylis maprouneifolia. mushozhowa K; mutototo ; mutsonzo wa .
- Mudyamhofu (Small tree: EkeberBia benguelensis. mukwiramhofu, munyimonyimo .
- Mudyamhungu (Shrub: Cassia singueana. kaudziudzi ; mukundanyoka, mutandanyoka M.
- Mudyamvuu (Herb (leaves cooked as spinach).
- Mudyandararama (Small tree: Rothmanniafischeri.
- Mudyangaringa (Ceratotheca triloba) nyamunhuhwa.
- Muyapfumde (Sweet sorghum. mudyakwose .
- Mudyaroro (Medium-sized tree: Commiphora marlothEi. mufunuka M, mukuhunu
mutsvedzambira .
- Mudyashiri (Medium-sized tree: Olinia vanguerioides.
- Mudyatsonzo (Tall perennial herb: Leonotis leonitis) kana mukadzimainza.
- Mudzambara (Bush or small tree with edible fruit: Carissa edulis. muruguru .
- Mudzambiringa kana mudzambiringwa (Creeper: Ampelocissus obtusata).
- Mudzambwani (Herbal medicine.) kana mudzi.
- Mudzamhu kana madzamu.
- Mudzepete (Plant with bulbous root: Boophane disticha. kana munzepete.
- Mudzinza (Medium-sized tree: Bridelia micrantha) mudodo kana mutorarwizi.
- Mudziyaishe, mudziyavashe kana mugoro (Tree: obretum apiculatum).
- Mudzombwi (Small-pointed arrow - barbed or unbarbed).
- Mudzungu (Tree: Xeroderris stuhimannfi).
- Mutiti (muti une mashizha madiki neminzwa michena). VaLugungu vane muti wezita rimwechetero.
- mugumudzambwa (Creeping annual: Cucumis metuliferus (leaves cooked as inach- fruit fed to dogs to make them more vicious when hunting). muchacha
- mugunde (Green stalk of maize. gunde KM.
- Mugunduzi (Tree: Celtis durandii. 2. Tree: Albizia amara sub sericocephala. muora KKoZ.
- Mugurameno (Shrub: Euclea divinorum. mububunu ; mudzivirashuro
- Magurausiku (Tall tree: [rema orientalis.
- Muguru (Medium-sized tree: Albizia amara sub sericocephala & A. harveyi. muora KKoZ. 2. KoZ Tree: Celtis africana. musvutaderere M.
- Mugurugura kana mutokwe (Small tree: Azanza garkeana). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Tokwe-Mukosi.
- Mugurumhanda (Small tree: Grewia inaequilatera & monticula. mubura M; mutehwa ; mutongoro . 2. Ko Shrub: Securinega virosa. musosoti K; mutakunanzva M; mutsvatsva Z.
- Mugurumhanga (Tree: Berchemia discolor). Korekore vanoti munyii.
- Mugurura (variety of Derere).
- Mugurura (Small tree: Dioyros natalensis sub nummularia. muruwati 2. M, see mugurugura.
- Mugururu (Tree: Azanza garkeana. mutohwe .
- Muguruzuzu (Low bush: Elephantorrhiza suffruticosa. dungupi M.
- Muguunga (Thorn-tree with hooked thorns; e g acacia macrothyrsa. munanga KKoZ.
- Muguzabheri (Herb: Cape Gooseberry; physalis peruviana. < Eng.
- Muguvama (Creeper with purse like fruit.
- Mugwamura (Creeper: Tylosema fassoglensis. mungando M; mu rama KKo.
- Mugwanda (Leaves of munhanga tanga plant, cook,ed or to be eooked, as inaeh.
- Mugwati (Shrub: Strychnos pungens. ep mudo ; mumbumi .
- Mugwavha (Guava tree; psidium >- guajara. < Eng.
- Mugwenanguruve (Climbing shrub: Smilax kraussiana. bwe nar7guruve
- Mugweravana (Aloe) kana gavakava.
- Mugweze (Tree: Dalbergia melanoxylon. mumhingwe ; murwiti .
- Mugwingwiziri (Tree with edible fruit that has scarlet juice. kana mugwiringwizha
- Muhacha (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia. muchakata ; muisha , muura Ko.
- Muhacha pasi (Shrub: Parinari capensis. muchakata pasi
- Muhangavha (Thorny plant: Aaragus falcatus. katsvairachuru KoZ; murovahanga
- Mubanya (Bush: Cliffortia nitidula.
- Muhara (Shrub: Ochna pulchra & schweinfurthiana. muparamhosva Z. Minondo ina varwi iri mumihara: the soldiers' swords are in their scabbards.
- Muharonga (Tree: Bequaertiodendron magalismontanum. muhoronga ; musvasva
- Muhati (see mugweze.
- Mahatsu (Shrub: Holarrhena pubescens. mukashu mukono
- Muhatura (Thorny scrambling bush: Rubus apetalus. mudiwadiwa KoZ.
- Muhingi (Mulberry tree; morus alba. cEng: in mwabhurosi.
- Muhobo (Banana plant. muhovha Z.mutsoro
- Muhobohobo (Small tree: Uapaca kirkiana. < Nguni. muzhanje Z; mushuku
- Muhodzongwa (Tree: Cleistochlamys kirkii. mukorongwa
- Muhohoshwa (Herb: Buffalo bean, mucuna pruriens & coriacea. muhurukuru muhohozhwa Z n 3, see muhohoshwa.
- Muhonde (Medium-sized tree: Euphorbia ingens. mukonde KKoZ.
- Muhore (Creeper (leaves cooked as inach): Adenia gummifela. muboori KKo.
- Muhota (Canna plant) kana mukota.
- Muhototo (Small tree with sweet fruit: Syzygium gerardii. mubou Z.
- Muhubva (muhubvu. muhubvu K n 3 Small tree with edible fruit: Vitex mombassae & payos. mukubvu ; mutsere ; mutsubvu KoZ.
- Muhuku (Small tree: Piliostigma thonningii. mubaba , mutukutu MZ .
muhumbu Z n 3, see muumbu.
- Mubumbukumbu (Tree: Lannea discolor. mushamba .
- Muhumi (Small tree: Strychnos coculoides. muzhumwi .
- Mahunga (Acacia with straight white thorns. muunga .
- Muhungumira (Herb: Tagetes minuta. mbanda Z.
- Muhurukuru (Herb: Mucuna pruriens & coriacea. muhohoshwa MZ.
- Muhute (Small tree: Syzygium cordatum. muisu Ko, muitsu .
- Muhuyu (Large tree: Baobab tree, adansonia digitata. muuyu
- Muhwiti (Small tree: Dalbergia melanoxylon. mugweze KoZ- mumhingwe ; murwiti .
- Muisha (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia. muchakata ; muura Ko..
- Mujarakamba (Large tree: ASzelia quanzensis. c p mugoriondo mungongoma .
- Mujekenje (Creeper with pods like pea-pods.