Matsutso
Mataridziko
Tempereti zoni ye Maodzanyemba | |
---|---|
Mwaka we Astronomical | 23 Gunyana – 22 Zvitaa |
Mwaka we Meteorological | 1 Gunyana – 30 Mbudzi |
Mwaka we Solar (Celtic) | 1 Nyamavhuvhu – 31 Gumiguru |
Tempereti zoni ye Chamhembe | |
Mwaka we Astronomical | 21 Kurume – 21 Chikumi |
Mwaka we Meteorological | 1 Kurume – 31 Chikunguru |
Mwaka we Solar (Celtic) | 1 Kukadzi – 30 Kubvumbi |
Matsutso (Autumn) kana masutso apa kureva nguva inopera mwaka wekunaya kwemvura apo zvirimwa zvinenge zvosvika kuti zvichikohwewa. Vamwe vatauri veChiKorekore vanoti mapehwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWanga vanoti lisutsa kana isutsa (green vegetable, found growing wild) kureva mhando yemuriwo unowanikwa musango.
- VaWanga vanoti obukondo bwelisutsa (green colour) kureva ruvara rwe green.
- VaWanga vanoti obukondo (likeness, colour, shape).
- VaVenda vanoti vhudala (n. green). VaLozi vanoti butala (n. greenness. green colour).