Svetuka kuchirochemo

Lenje

Kubva Wikipedia

Lenje mutauro unowanikwa kuZambia uri muboka remitauro yeBantu.

Mazwi Anotodzana

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lenje inoti mushi (village); VaShona vanoti musha.
  • Lenje inoti kulema (be heavy); VaShona vanoti kurema.
  • Lenje inoti kujalula (to open); VaShona vanoti kuzarura.
  • Lenje inoti lulama (be straight); VaShona vanoti rurama.
  • Lenje inoti ng'ombe (ox); VaShona vanoti mombe kana n'ombe.
  • Lenje inoti anika (expose to sun and air so as to dry) vachireva kuyanika.
  • Lenje inoti chela (pluck or gather flowers, fruit etc); VaShona vanoti chera.
  • Chibwe (A big rock) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Chifumo (early morning) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Chikuni (stick of firewood) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Lenje inoti chiloto (dream); VaShona vanoti chiroto.
  • Lenje inoti chilonda (sore, ulcer, wound); VaShona vanoti chironda.
  • Lenje inoti lupande kana chipande (piece, bit, part of anything); VaShona vanoti rupande kana chipande.
  • Lenje inoti fumbatila (close fist, grasp); VaShona vanoti pfumbatira.
  • Fuwa (be raw, unripe, not cooked enough) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Nungu (Porcupine) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Iba (steal) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Imba (sing) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Kotoka (leave off work) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Lenje inoti mukwakwa (road, path); VaShona vanoti mugwagwa.
  • Mukuyu (Wild figtree fruit) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Kutondeka (point with finger, point out, point at, show, aim at) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Tyoka (break, snap - of something hard and brittle) ndizvo zvimwechete kuLenje nekuShona.
  • Lenje inoti tula (put down load on the ground, set down, lower, halt on a march, rest); VaShona vanoti tura.

[1] [2]

  1. https://arrow.latrobe.edu.au/store/3/4/4/2/0/public/B20389140.pdf
  2. https://archive.org/stream/lenjehandbookas01madagoog/lenjehandbookas01madagoog_djvu.txt