Kuchidza
Mataridziko
Shoko rokuti kuchidza kana kuti kuchidzira (Stoke a fire) rinoreva kusundira huni muchoto kuti dzibvire. Shoko iri rinoshandiswawo kutaura zvimwe zviitiko zvinokurudzira kuti zvinhu zvienderere mberi - inonzi fostering or encouraging muChirungu.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuchidzira huni mumoto ubvire zvakanaka.
- Mushonga wakakuchidzira urwere.
- Ari kushanda mheru kuchidza nguva yaanga akarara masikati - apa kureva to make up.