Svetuka kuchirochemo

Kasi sezita

Kubva Wikipedia

Kasi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Admire Kasi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKagulu vanoti kasi (n. work) vachireva mushando.
  • VaTege vanoti kasi (n. country, nation) kureva nyika kana rudzi.