Dzinde
Appearance
- Dzinde kana dzinda (stool of grain or other plant).
- Dzinde (Butt).
- Dzinde (stalk of plant, stubble, stump of a plant or tree) zvichireva chikamu cheruva kana chezvirimwa chinomera kubva muvhu.Pakaita hura nomwe padzinde rimwe: there were seven ears on one stalk.
Mitauro YeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Nyanja inoti tsinde, sinde (n. base of stalk) kureva dzinde.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |