Chivakamberi reka
Mataridziko
Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane chivakamberi chokuti reka:
- Kupepereka (to blow away in the wind, to billow) zvichireva kupupurutswa nemhepo.
- Kutetereka (to be lost).
- Kupengereka (to go about mad).
- Kudzedzereka (to stagger).
- Kudzengereka (to wander about).
- Kuserereka (to subside - of full river or swollen body part).
- Kudzorereka (able to be returned).
- Kutendereka (to circle).
- Kumonereka (going around).
- Kupotereka (going around).
- Kukombereka
Kuumba Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano pari kuedzwa kuumbwa mazwi ari kuEnglish nechinangwa chokuti kuShona yamazuvaose kuve nemazwi anodudza zvimwezvo.
- Kurevereka (speaking, chatting). Rurimi rweVenda rune izwi rokuti kulebeleka.
- Kutengereka kana kudengereka (see Bantu languages below).
- Kugetsereka (free by electricity, electrolysis) zvichireva kupatsanura nemagetsi???
- Kuserereka (catalysis)???
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kusereredza (to cause to abate; to cause to sink).
- Kuserera kana kumbeva (to subside as flood or storm).
- Kuserereka (to crouch; to sink gradually in water).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Sangho vanoti lege (n. way, path, road manner, custom, skill, wisdom, cunning, ability) kureva nzira kana muitiro.
- Swahili vanoti mtenga (one who separates himself from the community, solitary person, recluse. 2. pol. separatist.).
- VaSwahili vanoti mtengano (pol. split, faction, separatism.). Digo vanoti chitengu (join of the body) kureva nhengo.
- VaSwahili vanoti mtengo (act of separating, dividing off; withdrawing, removing; 2. dismissal, discharge).