Svetuka kuchirochemo

Chivabvu

Kubva Wikipedia
<< Chivabvu >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1
2 3 4 5 6 7 8
9 10 11 12 13 14 15
16 17 18 19 20 21 22
23 24 25 26 27 28 29
30 31

Chivabvu (kureva Mayi; Meyi paChishongrish muKarenda ya Gregori) mwedzi wechishanu, unoteera Kubvumbi (kana Bandwe muKarenda re Chivanhu).

Yakatumidzwa mushure wechibage chekupedzisira, chivabvu, mwaka usati wapera.[1]

Pani dzinotanga kuoma, saka kupomba mvura kuzvibhorani kunotanga. Husiku hunotanga kutonhorera, tsikidzi neumhutu zvinopera. Grasslands inongotanga kuita brown uye mashizha anotangawo kuchinja ruvara.[2]

Mutsika dzevanhu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html Yakatariswa 25 Chikumi 2021
  2. https://web.archive.org/web/20210626054108/https://www.ventureco-worldwide.com/africa/zimbabwe/zimbabwe-seasons/ Yakatariswa: 26 Chikumi 2021