Hupfu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuBvengo)
Hupfu (maize meal or corn meal) hunowanikwa kana chibage chichinge chagayiwa nokutsetswa. KuChamhembe kweAfrica hupfu hunoshandiswa kubika sadza nebota. Kune mamwe marudzi ehupfu hwezvimwe zvirimwa zvinosanganisira: rukweza; mhunga; mufarinya nezvimwewo.
- Bvengo (mixture of meal of one sort mixed with meal of different kind) zvichireva musanganiswa wehupfu hwemhando dzakasiyana.
- Kudzaitana (mix well). Ndikadira doro ndinorega masvusvu nemhanga zvitange zvadzaitana. Before straining beer I give the mhanga and masvusvu time to mix together.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Baila vanoti bufu (flour, meal) vachireva hupfu. VaTonga vanoti bufwu (flour, meal) vachireva hupfu.
- VaGanda vanoti busera (flour of any meal or plantains; porridge) kureva hupfu. Nsenga vanoti unga (n. flour, meal).
- VaGanda vanoti utandi (n. flour) kureva fulawa. VaShambala vanoti unga (n. flour) vachireva fulawa.
- Taabwa vanoti buunga (n. flour) kureva flawa. Iton vanoti ù-vùg (n. flour) kureva flawa.