Svetuka kuchirochemo

Chifurenji: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
Masiziva (ereketa | zvinzatu)
No edit summary
Masiziva (ereketa | zvinzatu)
No edit summary
Mutsetse 29: Mutsetse 29:
**** Middle French
**** Middle French
|-
|-
!Mabhi ekunyoresa:
!Writing system
|Latin (French alphabet)French Braille
|[[Chiratini]] (Mabhi eChifurenji)French Braille
|-
!Signed forms
|Signed French''(français signé)''
|-
|-
! colspan="2" |Official status
! colspan="2" |Official status
|-
|-
!Inoshandiswa mu:
!Official language in
|29 countries - 10 dependent and sub-regional - entities
|show

29 countries

show

10 dependent and sub-regional

entities
|-
|-
!Regulated by
!Regulated by

Dzokororo sekubva 16:15, 13 Chikunguru 2021

Chifurenji
Nharaunda: Chifurenji chakabva kuFuranzi, asi chinotaurwa kunyika dzakasiyana pasi rose. Senge Kanadha, Berujyamu, Switsarendi, Maodzanyemba eAfurika, neMadokero eAfurika.
Rudzi rwevatauri: Vafurenji
Vatauri: 76.8 mazanazana pasirose semutauro waMai.274 mazanazana vatauri veChifurenji (L1 neL2; 2014)
Mhuri yemutauro: Indo-Yuropu * Itariki ** Mutauro weRudo *** Western Romance **** Gallo-Romance ***** Oïl ****** Chifurenji
Early forms Old Latin * Classical Latin ** Vulgar Latin *** Old French **** Middle French
Mabhi ekunyoresa: Chiratini (Mabhi eChifurenji)French Braille
Official status
Inoshandiswa mu: 29 countries - 10 dependent and sub-regional - entities
Regulated by Académie Française (French Academy) (France)Office québécois de la langue française (Quebec Board of the French Language) (Quebec)
Makodhi yeMutauro
ISO 639-1 fr
ISO 639-2 fre (B)fra (T)
ISO 639-3 fra
Glottolog stan1290
Linguasphere 51-AAA-i
Mazwi emunwadhi reChifurenji

Chifurenji (Chifurenji: français, Chirungu: French) kana Chifuranze mutauro wekuFuranzi, uye Mutauro weKudanana pamwechete neChiespanyeri, Chiputukezi, Chiitari, Chiromania neChikatarani, Chiratini uye Chikiriyori (Espanyeri-Kiriyori kana Furenji-Kiriyori). Chifurenji (pamwe nedzimwe nzvimbo dzeFurenji) chinotaurwa muChamhembe cheBerujyamu, Madokero eSwitsarendi, Rakisamubhegi, neKanadha. Uye inotaurwa munyika dzeAfurika senge Uzhinji hweRipabhuriki yeVakongo, Senegawu, Máli, Sesherusi, Chadhi nedzimwe, uye Chamhembechemabvazuva eEzhiya neAmerika akatorwa neFuranzi.

Furenji kudzimwenyika

Yuropu

  • Mutauro wenyika pamwe nemimwe mitauro
Switsarendi (mutauro wenyika, kunyanya kudunha dzemadokero)
Berujyamu (mutauro wenyika kunyanya mumuvuso weWallonia )
Rakisamubhegi

Mitauro yenzvimbo

Itari munzvimbo yenyika inzonzi Val d'Aoste

Afurika[1]

Mutauro mukuru wenyika

Mutauro weAdministrative:

Mutauro wechikoro nekutaudzana, asi kete mutauro wenyika mu:

Ezhiya

Amerika

  • Mutauro mukuru wenyika yeHaiti
  • Mutauro wekutonga munyika yeRipabhuriki yeDhominiki
  • Mumwe mutauro weKanadha pamwe nemumwe; mutauro mumwechete mupurovhinzi yeKwebheki (Quebec) (13% yehuwandu yeMakanadha inoziva Chifurenji, 18% yehuwandu inoziva mitauro mbiri).

Mabviro eruzivo

  1. 'Nyika dzekuAfrika dzino fundisa Chifurenji' Yakatariswa: 8 Chikunguru 2021