Chipfambi: Kusiyanisana kwezvidzokororo
Mataridziko
Content deleted Content added
No edit summary |
No edit summary |
||
Mutsetse 10: | Mutsetse 10: | ||
Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: [[govedzi]], [[chipfeve]], [[chifeve]]. |
Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: [[govedzi]], [[chipfeve]], [[chifeve]]. |
||
*[[Nzenza]] |
*[[Nzenza]] |
||
*[[Chipfambi]] (the habits of a prostitute, that which evidences prostitution)???. |
|||
*[[Hupfambi]] (prostitute nature, qualities and physical appearance which is essential in a prostitute)???. |
|||
Dzokororo sekubva 05:19, 10 Mbudzi 2018
Chipfambi (Prostitution in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa mari kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vanhu vanobhadharwa vari mahure kana pfambi dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.
Nekumwe kutaura kunonzi kupfeva, kufeva kana kuhura (to live as a prostitute or harlot).
Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi sevaranda kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga zvinodhaka.
Mamwe Mazwi
Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: govedzi, chipfeve, chifeve.