Svetuka kuchirochemo

Chipfambi: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 9: Mutsetse 9:


Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: [[govedzi]], [[chipfeve]], [[chifeve]].
Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: [[govedzi]], [[chipfeve]], [[chifeve]].
*[[Nzenza]]






Dzokororo sekubva 14:00, 4 Mbudzi 2017

Pfambi ichitsvaka vanoda kuTorino, Italy, 2005

Chipfambi (Prostitution in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa mari kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vanhu vanobhadharwa vari mahure kana pfambi dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.

Nekumwe kutaura kunonzi kupfeva, kufeva kana kuhura.

Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi sevaranda kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga zvinodhaka.

Mamwe Mazwi

Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: govedzi, chipfeve, chifeve.