Svetuka kuchirochemo

Chipfambi: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Tags: Chinjirudzo yepanharembozha Chinjirudzo yewebhu yepanharembozha
 
(Hapana kurakidzwa 23 zviongororo zvechipakati zvakaitwa na 11 vashandisi)
Mutsetse 1: Mutsetse 1:
[[File:10.3010 Torino-nightlife.v2.jpg|thumb|Pfambi ichitsvaka vanoda ku[[Torino]], [[Italy]], 2005]]
'''Chipfambi''' (''Prostitution'' in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa [[mari]] kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vakawanda vanobhadharwa vari [[mahure]] kana [[pfambi]] dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.
[[File:Prostitute tj.jpg|thumb|Pfambi ku[[Tijuana]], [[Mexico]]]]
'''Chipfambi''' (''Prostitution'' in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa [[mari]] kuti vararwe navo pabonde. [[Tsika]] iyi ine vanhu vanobhadharwa vari [[mahure]] kana [[pfambi]] dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.


Nekumwe kutaura kunonzi [[kupfeva]] kana [[kuhura]].
Nekumwe kutaura kunonzi [[kupfeva]], [[kufeva]] kana [[kuhura]] (to live as a prostitute or harlot).


Kana munhu asingq garisike panhu 1
Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi se[[varanda]] kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda nenahu yokutsvaka mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga [[zvinodhaka]].


Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi se[[varanda]] kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga [[zvinodhaka]].


==Mamwe Mazwi==
[[Category:Tsika]]


Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: [[govedzi]], [[chipfeve]], [[chifeve]].
[[en:Prostitution]]
*[[Nzenza]]
*[[Chipfambi]] (the habits of a prostitute, that which evidences prostitution)???.
*[[Hupfambi]] (prostitute's nature, qualities and physical appearance which is essential in a prostitute)???.

==Mitauro yeBantu==

*[[MaZulu]] vanoti '''feba''' (n. Carry on prostitution ; indulge in habitual, unlawful, sexual intercourse) vachireva [[kupfeva]]. Sokuti: '''ukufeBa naHonde''' vachireva kupfeva naHonde.
*MaZulu vanoti '''isifebe''' (prostitute, habitually immoral person) kureva [[chipfeve]].
*[[VaGungu]] vanoti '''kutaaruuka''' (v. be sexually promiscuous like a prostitute). Mamwe mazwi: '''bu̯taaru̱u̱ki ''' (n. prostitution) kureva [[chipfambi]]. '''Mutaaruuki''' kureva [[pfambi]].

[[Category:Hunhu]]
[[Category:Tsika]]

Dzokororo yarizvino sekubva 17:30, 3 Mbudzi 2023

Pfambi ichitsvaka vanoda kuTorino, Italy, 2005
Pfambi kuTijuana, Mexico

Chipfambi (Prostitution in English) zvinoreva tsika yokunge vanhu vachibhadharwa mari kuti vararwe navo pabonde. Tsika iyi ine vanhu vanobhadharwa vari mahure kana pfambi dzechikadzi asi mune dzimwe nzvimbo kunonzi kune pfambi dzechirume.

Nekumwe kutaura kunonzi kupfeva, kufeva kana kuhura (to live as a prostitute or harlot).

Kana munhu asingq garisike panhu 1

Kunonzi vamwe vanopinzwa muchipfambi sevaranda kune dzimwe nyika. Vamwewo vanopinda senzira yokutsvaka nayo mari yekurarama vamwe vachipinda nekuda kutsvaka mari yokutenga zvinodhaka.

Mamwe mazwi anoreva mukadzi anoita chipfambi ndeaya: govedzi, chipfeve, chifeve.

  • Nzenza
  • Chipfambi (the habits of a prostitute, that which evidences prostitution)???.
  • Hupfambi (prostitute's nature, qualities and physical appearance which is essential in a prostitute)???.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti feba (n. Carry on prostitution ; indulge in habitual, unlawful, sexual intercourse) vachireva kupfeva. Sokuti: ukufeBa naHonde vachireva kupfeva naHonde.
  • MaZulu vanoti isifebe (prostitute, habitually immoral person) kureva chipfeve.
  • VaGungu vanoti kutaaruuka (v. be sexually promiscuous like a prostitute). Mamwe mazwi: bu̯taaru̱u̱ki (n. prostitution) kureva chipfambi. Mutaaruuki kureva pfambi.