Vakaranga
Tarisai futi peji re Vakalanga
(Nyubi -> Matabeleland nyika isati yatorwa neVarungu, yakafa) |
Vakaranga kana Wakaranga vanhu venhu vechiBantu vedzinza rechiShona, vanotaura Chikaranga. Vakaranga vane hukama ne vamwe vanhu vedzinza rechiShona, Vazezuru, Vandau, Vamanyika (Samanyika), neVakorekore. Uye vane hukama huri pedyo neVakalanga, Vavhenda, Vasena neVadoma.
Vambo rezita
chinjirudzaZita rekuti Karanga rinowanzo fungidzirwa kuti rakabva kuzita rekuti Kalanga pakapesana vanhu vabva kuMapungubwe vachienda kunowaka Umambo hweZimbabwe, vamwe vachienda kunowaka zvimwe, munzvimbo yeChamhembe cheAfrika.
Nhoroondo
chinjirudzaVakalanga
chinjirudzaVanyai
chinjirudzaVarozvi
chinjirudzaMakaranga anozivikwa
chinjirudzaObey Makamure (29 Mbudzi 1993) | muyimbi anoenda nezita rekuti 'Tocky Vibes'