Maconde
(runangakatsva kubva kuVaMaconde)
Maconde mutauro unowanikwa kuZambia uri muboka remitauro yeBantu.
Mazwi Anotodzana
chinjirudza- VaMaconde vanoti imbeyu (seed); VaShona vanoti mbeu.
- Maconde inoti kuheka (to laugh); VaShona vanoti kuseka.
- Maconde inoti kuhaya (v. grind) vachireva kugaya.
- Maconde inoti cihundo (knot); VaShona vanoti chifundo.
- Maconde inoti kuhwa (to die); VaShona vanoti kufa.
- Maconde inoti chilonda (wound); VaShona vanoti chironda.
- Mwana (Child) ndizvo zvimwechete kuMaconde nekuShona.
- VaMaconde vanoti chikota (sweet millet stalk); VaShona vanoti ipwa.
- Maconde inoti chilambo (land, area, country); VaShona vanoti chirambo.
- Maconde inoti chilo kana uhiku (night); VaShona vanoti chiro kana usiku.
- Maconde inoti chipala (smithy, place where forge is located). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Chipara.
- Maconde inoti chinu kana vinu (thing/things); VaShona vanoti chinhu kana zvinhu.
- Maconde inoti kuchitika (to jump down); VaShona vanoti kujitika.
- Maconde inoti chitututu (motorcycle); VaShona vanoti Mudhudhudhu.
- Maconde inoti chitongo kana chivolo (penis).
- Maconde inoti chilonda (sore, ulcer, wound); VaShona vanoti chironda.
- Maconde inoti kuhwika kana kukomola (arrive); VaShona vanoti kusvika.
- Maconde inoti kuhunga (tie, fasten, fix) vachireva kusunga.
- Maconde inoti kuteleka (v. cook) vachireva kubika.
- Maconde inoti imbai, kana umbai kana ambai (bee) kureva nyuchi. Ambayi izita remhuri.
- Maconde inoti imande (grasshopper); VaShona vanoti mhashu.
- Maconde inoti imbula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- Maconde inoti inambili kana anambili (partridge); VaShona vanoti chikwari. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mbiri?
- Maconde inoti indila (path, road); VaShona vanoti nzira.
- Maconde inoti indonga (heavy stick, cudgel) kureva ndonga.
- Maconde inoti indege (aeroplane) kureva ndege.
- Maconde inoti induva (flower) kureva ruva.
- Maconde inoti ing'ombe (cow) kureva mombe.
- Maconde inoti inguluve (pig) kureva nguruve.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- VaMaconde vanoti ing'unde (bean) kureva kunaya bhinzi.
- VaMaconde vanoti inguo (clothing) kureva zvipfeko.
- VaMaconde vanoti ing'wapa (armpit) kureva hapwa.
- ↑ https://www.sil.org/system/files/reapdata/16/43/62/164362296332619092165078294358601375317/kde_Vocabulary_Shimakonde_2010_v000347.pdf
- ↑ https://theswissbay.ch/pdf/Books/Linguistics/Mega%20linguistics%20pack/African/Niger-Congo/Bantu/Makonde%2C%20A%20Grammar%20of%20%28Kraal%29.pdf