Ngatidzidzei ChiShona F2 Sample
Ngatidzidzei ChiShona F2 Sample
Ngatidzidzei ChiShona F2 Sample
ChiShona
Bumbiro idzva redzidzo FOMU 2
Bhuku romudzidzisi
For
more details
about this book visit
your nearest bookshop or our
offices,
4th Floor Cabs Centre
74 Jason Moyo
Cnr Jason Moyo & 2nd Street
Tel: 0242 771 406
WhatsApp +263788954870 /
+263716990774
Danho rechipiri
Bhuku remudzidzisi
1
CHITSAUKO 2: RUZIVO RWEZVEMARI
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa:
• kudoma vanokwereteswa.
• kudoma mhando dzezvikwereti.
• kupa chibatiso kubhanga chinozotorwa kudzora chikwereti kana akundikana.
4
D. Dudziramutauro: Nzira dzokuisa mazita mumipanda
Maitirwo echidzidzo
6
CHITSAUKO 3: NHAKA
Zvinangwa zvechitsauko
Panopera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa;
8
CHITSAUKO 4: KUDZIVIRIRA NJODZI
Zvinangwa zvechitsauko
Panopera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kukwanisa:
11
CHITSAUKO 5: TSIKA DZOKUWANANA
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kukwanisa:
14
CHITSAUKO 6: ZVINAMATO
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chidzidzo, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa;
18
CHITSAUKO 7: KUVIGA VAFI
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chidzidzo, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa;
21
F. Mukana wedu: Kupasa kwevana
Maitirwo echidzidzo
1. Mudzidzisi tsanangura zvinofanira kuitwa muchidzidzo chino, aronge vadzidzi mumapoka ebasa.
2. Vadzidzi ngavatsanangure zviri kubudiswa pagirafu rakapiwa vachitarisa magonero evanasikana kubva
mugore ra2012 kusvika 2016.
3. Vadzidzi ngavakurukurirane zvikonzero zvekudzikira nekukwirira kwepasireti pamakore akasiyana-
siyana.
4. Vadzidzi ngavakurukure zvingaitwe kuvandudza dzidzo yevasikana pachikoro ichi.
5. Vadzidzi ngavatsanangure zvavawana mumapoka, vagonyora pfungwa dzapiwa mubhuku revadzidzi
vachiwedzera pfungwa dzavowo.
28
CHITSAUKO 10: MIBATANIDZWA YEZVEMARI
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kukwanisa:
32
CHITSAUKO 11: DZOKORORO YEKUTANGA
BEPA RECHIPIRI: ZVIRUNGAMUTAURO, MISAMBO YEMUTAURO NEMUTAURO
Chikamu A: Zvirungamutauro
1. (a) Nyaudzosingwi
(i) zete - kurumwa
(ii) maku- kuzara
(iii) forototo - kupera kwemweya
(iv) naku - kurasira kure nechitanda
(v) gudyu - kumedza/ kuminya
(b) Tsananguro yetsumo
(i) Munhu anozozvidemba zviito zvake nguva zhinji asi zvinenge zvisisina batsiro kana chimuko.
(ii) Munhu kana ane chaanoda anochifambira kunyange chiri kure sei.
(iii) Kuverengera kuita chinhu kunokonzera kuti munhu asazobudirire kuita zvaange achida.
(iv) Munhu mukuru anofanira kuzvininipisa panguva dzose kut vana / vadiki vamupe reremekedzo.
(v) Zvinoita sekutsvinya kuti munhu anazvo akumbire rubatsiro kune vasina.
(c) Tsananguro yeenzaniso
(i) ane ruzha
(ii) haagari pasi / anofamba zvikuru.
(iii) Havana divi ravo chairo / ihwenyakwese.
(iv) Anogona kunzvenga / kutamba zvomene.
(v) Anogona kurwa / kurova zvakanyanya.
(d) Tsananguro yemadimikira.
(i) Kuita zvinhu usingabudi pachena.
(ii) Kunyepera kufarira chinhu kana munhu asi usingachifarire / kusekera nhema.
(iii) Kuve neruchiva.
(iv) Kutambudzika / kutambura zvikuru / kuva nenhamo.
(v) Kutamburira zvinhu zvisina maturo / zvisina basa.
Chikamu B: Mutauro
1. (a) Mazita ezvinhu zvisingaonekwi kana kubatika
Mazita ezvinhu zvinoonekwa nekubatika
(b) mwana vana
baba madzibaba
rinda marinda
moto moto
mai madzimai
banga mapanga
munda minda
2. Mudzidzi ngaaumbe zvirevo achishandisa nyaudzosingwi dzakapiwa. Mudzidzisi kwenya zvirevo
zvakaumbwa zvakanaka.
3. (a) chiumbamubvunzo izwi kana mazwi anotaurwa nemunhu pamusoro pezvinhu zvaanenge achida
kunzwa.
(b) mhando dzezviumbamubvunzo
/ -ko ?/, / Ko? /, / -ani?/, / -su?/
35
CHITSAUKO 12: MADZINZA EVANHU
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa kuziva:
37
CHITSAUKO 13: KUENZANISWA KWEMIKANA
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa;
40
CHITSAUKO 15: MWAKA WEGORE
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa:
47
CHITSAUKO 16: MISIKANZWA YEVECHIDIKI
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chidzidzo, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa:
50
CHITSAUKO 17: UPFUMI HWENYIKA YEDU
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino mudzidzisi ona kuti vadzidzi voziva:
53
CHITSAUKO 19: ZVINOVARAIDZA VANHU
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vokwanisa:
59
CHITSAUKO 20: TSAONA MUMIGWAGWA
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vana vave kuziva:
62
CHITSAUKO 22: DZOKORORO YEPAKATI PEGORE
Maitirwo echidzidzo
1. Mudzidzisi govera zvishandiswa zvebvunzo kuvadzidzi.
2. Vadzidzi ngavanyore bvunzo vakanyarara.
3. Mudzidzisi ongorora kunyorwa kwebasa
68
CHITSAUKO 24: MAPISHAPISHA MUMADZINZA
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva:
74
CHITSAUKO 26: KUSHANDUKA KWETSIKA
Zvinangwa zvechitsauko
Panopera chitsauko chino mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva:
80
CHITSAUKO 27: KUGOVA NHAKA
Zvinangwa zvechitsauko
Panopera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva;
83
CHITSAUKO 28: MASHURA NEZVIRATIDZO
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko chino, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva:
86
CHITSAUKO 29: NYAYA DZINOTAPIRA
Zvinangwa zvechitsauko
Panoperera chitsauko, mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva:
89
CHITSAUKO 30: MHANDO DZENZIYO KARE NANHASI
Zvinangwa Zvechitsauko
Panopera chitsauko chino mudzidzisi ona kuti vadzidzi vave kuziva:
92
CHITSAUKO 32: DZOKORORO YEKUPERA KWEGORE
BEPA REKUTANGA RONDEDZERO, NZWISISO NEPFUPISO
Chikamu A: Zvirungamutauro
1. (a) Tsumo
(i) Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe munyu.
(ii) Chakadya chakaonekwa mutanda vakasiya mbare.
(iii) Gudo guru peta muswe vadiki vakutye.
(iv) Tsapata rukukwe hazvienzani nekurara pasi.
(v) Chara chimwe hachitswanyi inda.
98