Cooking Lesson - Shona
Cooking Lesson - Shona
Somuenzaniso, tikabvisa makanda epa mbatatisi tobva tamakwatisa mumafuta(fresh chips) zvinotibira
zvivakiso zvemuviri -zvinowanikwa mumbatatisi magumisiro azvo towaneurwere unobva pakuita uku
Sarudzai zvokudya zvineutano mozvibika nenzira ineutano mobva mazodya nenzira ineutano zvakare
1. Zvikafu zvinogutsa
2. maSalads
3. Chingwa nebota(porridge )
Zvikafu zvinogutsa
Spiral potatoes
Nyaya iripo parecipe iyi irpakucheka mbatatisi idzi kudziita spiral, asi musavhunduka henyu hazvina
kuona. Tanga nekunyika maskewers enyu mumvura kwemaAwa maviri(kuitira kuti asazotsve
muhovhoni). Wobvawazoibayira pambatatisi yako. Shandisa banga rakarodzeka kuchena mbatatisi
dzako kudziita ma angled slices, uchitenderedza skewer yako.
Pambatatisi rekutanga zvinogona kunetsa, asi unofanira kuzvigona nembatatisi yekutanga iyoyo.
Zvekushandisa
5 mapotatoes makuru
1 tsp he paprika
Mundiro yegomba sanganisa olive oil, muto welemon nesalt. Woisa padivi.
Mune imwe ndiro sanganisa mafufu aya echingwa, paprika, cumin, garlic woisa padivi.
Isa mbatatisi dziya paboardbrekuchekera. Uchishandisa banga rakapinza, cheka mapotatoes aya
kumaita maspiral. Unofanira kuona kuti wacheka kusvikira pekupedzisira kembatatisi dzako.
Zorera musanganiswa wemuto uya weolive oil pambatatisi dzawacheka.
Nyika mbatatisi yako mumafufu echingwa kusvikira yakomberedzwa nawo. Ibva waisa mbatatisi
yako pabepa rokubaker. Pambatatisi dzinotevera ita zvimwechete zvo.
Isa muhovhoni kwe 30-40 minutes hovhoni ichipisa iripa 200 degrees Celsius. Pa15 minutes
masandure rimwe divi.
Bura mbatatisi dzako woisa mundiro yokudyira wopakura uchiwedzera netumwe twaunoda.
Chingwa chenzungu (Peanut loaf)
Zvekushandisa
2. Hafu yekapu yemvura, kana mukaka webinzi dzesoya, kanawo umwewo mukaka unobva
pazvirimwa
Mabikirwo
Zvokushandisa
zvokuita
Siya zvigadzikane kwemaminitsi gumi chibvisa pamoto wobva wawedzera zvimwe zvose
zvishandiso uchikurunga kuti zvisangane.Chizviregedza kuti zvipore.
Zvishandiso
zvekushandisa
1. mupunga wakabikwa
3. gariki yakatswany'iwa
Isai mafuta mupani, chiisai mirivo yenyu imomo.bikai pamoto mushoma kusvikira zvapfava. Chiisai
mupunga nezvimwe zvokuisa pamusoro kwemaminitsi mashanu.Kana zvadai zvaibva mochidya
zvenyu.��
Zvishandiso
9. chipunu chokudyisa chimwe chete che molasses (kana munhu achida zvake)
Zvokuita
Zanganisira izvi zvose mundiro. Musanganiswa uyu unofanira kubatana kugadzira mapatisi
(patties) asi usinganamiri mumaoko. Kana uchinamira unofanira kuwedzera mafufi echingwa.
Zvikadzire muchimiro chema patisi wobva waisa muhovheni yekubhekera. Bheka nekupisa kwe
250 kwemaminitsi makumi mana kana kuti kana zvaibva. Pindura kamwechete pakati (maminitsi
makumi maviri.)
sugar beans
Zvekubikisa
Beans
Madomasi
Green pepper
Gariki
Munyu
Zvipunu oreganum
Zvokuita
Dirai mvura inopisa mosiya beans dzenyu dzichinwira mvura dakara mvura yapora.bikai dakara
zvaibva.musawedzera chinhu pamunenge muchibika.aya ndiwo mabikirwo anoitwa beans .unogona
kuisawo mbatatisi ,carrots kana imwe mhando yebeans ,peas
HOHWA
Zvirimo
1 tsp paprika
Mabikirwo
Isai zvose kusara kwe BBQ sauce mundiro yakadzika.isai parchment paper pa baking sheet moisa
hohwa .
Bika kwema minutes gumi nemashanu muchitofu chinopisa(oven) 200 degrees Celsius .kana
nguva iyi yapera budisai mosanganisa ne BBQ sauce .dzoserai zvakare kwema minutes mashanu
mozobudisa .
Isai hohwa pachingwa ,moisa zvimwe zvamunofarira pamusoro�
Salads
mbatatisi nhatu
zvipunu zvekudyisa zviviri zve kirimu yemumikanyaniswa (salad cream) yakagadzirwa nenzungu dzerudzi
rwema cashew nuts
Zvokuita
1 chanza cheCelery
3 tbsp dzeparsely
Magaka
Makerotsi
Lime dressing
Mabikiro
Musanganiswa wemichero unogadzirwa michero miviri – mina yakasanganiswa zvinonwisa mvura uye
zvinofadza meso� ,uchidyiwa pamwe chete nekudya kwemangwanani kana kuti uri wega.
Zviwedzerwa:
Mimwe michero inekakuvavira (acidic fruits) zvinoita kuti isafambirana zvakanaka neimwe
michero inovavira ,zvakakosha kusanganisa michero yakadai neimwewo isinga vavire kana kuti
inovavira zvirinani
Somuenzaniso sanganisai mabanana nemahapuro pamwe chete nemaranjisi
Chingwa chekoroni
Zvekushandisa
1 teaspoon yembiriso
Pane mitemo yakakosha kutevedzerwa kana tichibika uye pakudya chingwa ...
upfu unobva pa koroni yange yomera hwakanaka pakupa chingwa kupfava kwakafanira, uyezve kupa
kachikafu ke vitamini kanodiwa nomuviri
Chingwa ichi chineutano, chakanaka nokuti tinoziva kuti tinofanira kudya zvokudya zvedu semishonga
yedu
Cereals (bota)
Aya ndiwo mabikirwo anoitwa bota
Tinofanira kushandisa mhando nhatu dzetsanga kuti shuga yedu yemuropa isakanganisike.
shandisai
hupfu hwechibage
zviyo
mapfunde
mupunga usina kusvuurwa
mhunga
maotsi
kanawo zvimwewo zvaungawane
carob powder
banana milkshake
dessicated coconut
mukaka unobva kuzvirimwa
kana majarinhi anobva kunzungu akaita se almond, macadamia, kana nzungu dzatajaira kurima
togonawo kushandisa molasses
isai mhodzi pamwechete panguva yekudya kwemangwanani kuti munhu wose akanise kudyawo.
kusasa flax seed kana mapedza kubika zvinobatsira pakufambisa mudumbu zvakanaka
Granola
hafu yekapu yeuchi, raisins kana madates, dovi, dessicated coconut oil, dzimwewo nzungu
dzaungade(almond, macadamia,cashew), mafuta
Zvokuita
zanganisai zvokushandisa zvose mundiro muchishandisa maoko enyu. Siyai ichirinemagodo magodo kuti
inakidze kudya. Bhekai muhovheni muchipindura pindura, asi muchingwarira kuzopisa. Bvisai
mochengeta panzvimbo isina kutota.
Muparidzi 10:17 Unomufaro, iwe nyika, kana mambo wako ari mwanakomana wavakakudzwa, kana
machinda ako achiita mutambo panguva, yakafanira, kuti asimbiswe, asingaitire kubatwa.
+263716988153
+263784907120
+263779128645
+263776958589