Kukumbana
Mataridziko
- Kukumbana pabonde (have sexual intercourse) apa kureva kusangana kwemurume nemukadzi pabonde.
- Kukumbana pahushamwari (Form and maintain lasting friendship) apa kureva kumutsa hushamwari nekuramba muri pahushamwari.
- Kukumbana kana kusangana (Gather and meet) apa kureva kushevedzana muchisangana pamwe.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |