Andora
| ||||
Chikatalani: Principat d'Andorra | ||||
| ||||
Rwiyo: El Gran Carlemany, Mon Pare, "The Great Charlemagne, my Father" | ||||
Andora (kureva Andorra, muChikatalani: Principat d'Andorra) inyika iri muYuropu, pachihofisi ichinzi Vuchinda vwe Andora, muvusodoko wevuamire wakakomberedzwa uri pa Mugimbakirwa we Ibheriya, kumabvirazuva eParenii (kureva Pyrenees), yakaganhurwa ne Furanzi kumaodzanyemba uye Speini kuchamhembe.
Gutaguru racho iAndora la Vela.
Nyika iyi ine miganhu neFuranzi ne Speini.
Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- vuchinda, Ujinda kana Uvuchinda - principality - nzvimbo inotongwa nemuchinda.
- muvusodoko - microstate
- vuamire - sovereign/sovereignity[1]
- mugimbakirwa - ririkubva pa chinyarwanda chinoti umgimbakirwa kureva "peninsula"
Mabviro eruzivo:
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Yuropu | ||||
Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi |