Svetuka kuchirochemo

Chanduru

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 03:22, 25 Kurume 2022 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Shoko rokuti chanduru (gall-bladder) rinoreva nhengo yemuviri inogadzira nduru.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNyungwe neVaGungu vanoti ndulu (n. bile) kureva nduru. Kinande inoti endulu (n. bile) kureva nduru.
  • VaChewa vanoti nyongo kana zinyongo (bile) kureva nduru. VaSwahili vanoti nyongo (bile, gall-bladder).
  • Kimbundu vanoti -lula (be bitter to taste). Mamwe mazwi: ndululu (n. gall).
  • MaZulu vanoti inyongo (bile, gall bladder, gall, gall bladder sickness of cattle) kureva nduru kana nyong'o.