Svetuka kuchirochemo

Mutsvanzva

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 19:09, 7 Kurume 2024 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu) (→‎Mitauro yeBantu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Tsvanzva kana nhengeni (Ximenia caffra) muchero unovavira unowanikwa muAfrika munyika dzinoti: Angola]], Tanzania, Botswana, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, neSouth Africa.

  • Mashizha emutsvanzwa anotapwa mushonga unorapa marwadzo emusana.
  • Mudzi wemutsvanzwa unokuyiwa kuita mushonga unorapa maronda.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Tsvanzva dzava kuibva