Svetuka kuchirochemo

Upasina

Kubva Wikipedia

Upasina (kureva nothingness; nothing) Uapana, ndirwo rwushayiko rwe chero chinhu. Vagondamano vekare vechiGiriki vaitenda kuti hazviita kuti pave pasina chinhu chiripo. Vafundaatomu vaitenda upasina asi pakati pasingaonike pemahatomu madoko basi. Kwavari, chadenga chose chainge chizere ne mahatomu. Aristotile muhuoni hwake kwaive ne uzima ne chadenga, rhiseputiko (receptacle) yaiita kuti zvinhu zvigadzikwe mukati.