Mafoti
Origins and Myths
Mafoti izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe Rakabva pavara rechindevere rekuti umfowethu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Vatauri veNgala vanoti foti (n. mistake) kureva chikanganiso.
- Vatauri veNgala vanoti kosala foti (n. make a mistake) kureva kukanganisa.