Mvana
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuHumvana)
Hapana mukadzi anonzi mvana
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tsitsi dzeyi tsvimborume kubvisa mwana wemvana.
- Mvana inoshushira ngeine mwana. An unmarried mother, although difficult to approach, can still bear another child.
- Usikana idamba kamwe chikuru umvana. Girlhood is something enjoyed once (but) motherhood remains great.