Mbada
Mataridziko
Mbada kana kamba (Leopard) imhuka yemusango iri mumhuri yekatsi dzemusango. Mhuka iyi ine mavara machena, mamwe akati svibei zvishoma, neyenhema nhema. Mbada inowanikwa muziwumbe reAfrica neAsia.
Mhuka iyi inonzi inogona kuvhima zvakanyanya; inokwira miti kana kutiva muvura uye inotakura dzimwe mhuka dzakakura zvakanyanya. Kana yovhima inomhanya neSpidhi inosvika 58 kilometres pa hour.
Mazita emhuri
Kune mazita emhuri ane chekuita nembada. Mamwe ndiwo anoti: Mbada, Kamba.
Tsumo
- Manenji kuona kamba ichitamba nembudzi. It is astounding to see a leopard playing with a goat.
- Mwana wengwe -- mwana wengwe kuona chikara haatizi.