Svetuka kuchirochemo

Bhodhoro

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 14:45, 17 Chikumi 2016 na Chenspec (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)
Bhodhoro

Bhodhoro (bottle in English) chinu chine mutsipa wakatetepa uchienda kumuromo wakavhurika. Bhodhoro chinu chakagadzirwa nenzira yekuti chinokwaniswa kuvhara nechivharo chinomonerwa kumuromo kwacho kwakavhurika. Mabhodhoro anokwanisa kunge akagadzirwa negirazi, simbi, plastic zvichingodaro.

Mabhodoro akakosha zvikuru pakutengeserana nokuti anoshandiswa kutakura mutuvi wakasiyana inotengeswa. Mafuta, mukaka, doro, mushonga, mvura zvichingodaro zvinotengeswa zviri mubhodhoro.