Svetuka kuchirochemo

Anthakitika

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 06:16, 7 Kubvumbi 2024 na Masiziva (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)
Antarctica

Anthakitika (kureva Antarctica) sekutodza bumbiro remabhii eChindau, iziwumbe ririkuchamembe kwemamwemaziwumbe pachimiro chayo Gonga rekuChamhembe. Anthakitika yakade kuenzana nezvinopetwa kaviri pakura neziwumbe reOstireriya.

Anthakitika inzvimbo inotonhoresa uye yakaomesa inemhepo yakawanda pamaziwumbe ose. Pamusoro pezvo, inovonekwa segwenga nokuti inonayiwa nemvura ishoma, ingasvika mchurumita wemazanamaviri (200mm) chete gore roga roga.


Ziwumbe

Template:Anthakitika