Svetuka kuchirochemo

Unga

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 11:56, 22 Kurume 2023 na Masiziva (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Unga (kureva gunpowder) kana vunga chiputsiko chechemshonga. Chinosanganisa sarifu (kureva sulphur), mrasha (mumhando ye rasha) uye Khafa azoteri (kana kaliwumi azoteri).

Mashoko okuziva:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Sarifu, salifu kureva- sulphur -
  • Azoteri - kureva chinonzi nitrate, kubva panhangande inonzi Azote
  • Mrasha, murasha - kureva kabhoni zve.
  • Kaliwumi, kana Khafa (kureva potassium sokutodza rishoko reChindau routi Safazonke, asi kunze kwekuti Safa, ririkunzi Khafa, nokuti chiratidzo chePotassium ndi-K).