Shamwari: Kusiyanisana kwezvidzokororo
Content deleted Content added
No edit summary |
Tags: Chinjirudzo yepanharembozha Chinjirudzo yewebhu yepanharembozha |
||
(Hapana kurakidzwa 24 zviongororo zvechipakati zvakaitwa na 2 vashandisi) | |||
Mutsetse 1:
Shamwari, [[shamwari|mubari]] kana [[mubare]] (friend) zvinoreva munhu wauri pedyo naye zvichionekwa kubudukidza nezvinoti: kuwirirana pfungwa, kufarirana, kuwadzana; kubatsirana nekufambidzana.
*[[Mungani]] izwi re[[ChiNdau]] rinoreva shamwari; iri rinotodzana neChi[[Ndebele]]
*[[Kudzvemera]] (Associate closely. Rely on)
*[[Kudzvemeredza]] (Unite in love and friendship).
*[[Kudzvemereka]] (Be inseparable in companionship).
*[[Kudzvemetera]] (Keep close to. Maintain constant association with).
*[[Kuhwirirana]] (re-establish friendship; re-establish diplomatic relations) zvichireva kumutsa hushamwari patsva.
*[[Kupangurana]] (make friendship) zvichireva kumutsa hukama kana hushamwari.
*[[Kuringira]]; [[kucheketera]] (depend).
Line 19 ⟶ 20:
*Ane gwango nehama chete: he is friendly only to his relatives.
*Zvitototo zvine gwango rwazvo: there are different varieties of non-flying beetles.
*[[Mashanje]] kana [[mafariswa]] (1. Cordiality, 2. Playfulness, Banter).
*[[Mukwanyina]] (n. Companion, comrade) kureva [[shamwari]].
==Tsika==
Line 31 ⟶ 33:
*Aramba ushamwari apa huku yangu kupona. He who has refused friendship (and) thereupon my fowl lives longer.
*Vayanani ndivo varwi. Friends are (also) fighters.
*Vadani ndivo [[vakani]]. Friends are (also) fighters.*
*Hushamwari hwe[[chikweyakweya]], mangwana tichanzwa [[zvipini]] zvorira. Too intimate a friendhsip will end with hoe handles cracking tomorrow.
*Ushamwari hwe[[njiva-varungu]] mazuva maviri hwaparara. The friendship of pigeons vanishes in two days.
==Mitauro yeBantu==
*[[Basotho]] vanoti mokhotsi kana bakhotsi (n. friend) kureva shamwari. [[Mang'anja]] vanoti mkonzi, chikonda, mkonda (friend) kureva [[shamwari]].
*VaNyungwe vanoti xamwali kana axamwali (friend/s) kureva [[shamwari]]. Uye vanoti ukonzi kana mkondano (friendship) kureva [[hushamwari]].
*VaChewa vanoti chibali (friendship). [[VaChewa]] vanoti mnza (companion) kureva [[shamwari]]. Uye vanoti mnzanga (my companion) kureva shamwari yangu.
*[[Baila]] vanoti bwanga (kindness, geniality) kureva [[gwango]]. [[Nsenga]] vanoti xaka (n. friend) uye vuxaka (frienship). [[VaTonga]] vanoti balongwe (friends) kureva [[shamwari]].
* [[VaLozi]] vanoti butaka (n. companionship) kureva [[hushamwari]]. [[Kimbundu]] vanoti makamba (n. friends). Mamwe mazwi: ukamba (n. frienship). [[Bavili]] vanoti bundiku (friendship) kureva [[hushamwari]].
[[category:tsika]]
|